Numbers 34:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana maȿika munyika yeKanani, (ndiyo nyika icaʋa nhaka yenyu, iyo nyika yeKanani, kuȿikira kumiganho yayo,)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rayira vaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda muKenani, nyika ichagoverwa kwamuri senhaka, ichava nemiganhu iyi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika kunyika yeKanani, nyika ichava yenhaka yenyu, nyika yeKanani nemiganho yayo ndeiyi inoti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Raira vana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana masvika munyika yeKenani, (ndiyo nyika ichava nhaka yenyu, iyo nyika yeKenani, kusvikira kumiganhu yayo,)
Shona 2009?
"Raira vana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana masvika munyika yeKenani, (ndiyo nyika ichava nhaka yenyu, iyo nyika yeKenani, kusvikira kumiganhu yayo,)
Shona SUB 2002 Bible
“Raira vana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana masvika munyika yeKenani, (ndiyo nyika ichava nhaka yenyu, iyo nyika yeKenani, kusvikira kumiganhu yayo,)