Numbers 34:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kurudzi rwaʋana ʋaNaftari, mucinda Pedaheri, mŋanakomana waAmihudi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wedzinza rokwaNafutari ndiPedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kurudzi rwavana vaNafutari, muchinda Pedhaheri, mwanakomana waAmihudhi.”
Shona 2009?
kurudzi rwavana vaNafutari, muchinda Pedhaheri, mwanakomana waAmihudhi."
Shona SUB 2002 Bible
kurudzi rwavana vaNafutari, muchinda Pedhaheri, mwanakomana waAmihudhi.”