Numbers 34:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakarairwa naJehova kuti ʋagoʋere nyika yeKanani, iʋe nhaka yaʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo varume vakarayirwa naJehovha kuti vagovere nhaka kuvaIsraeri munyika yeKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava ndivo varume vakapiwa naTenzi basa rokugovanisa vaIsiraeri nyika yeKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakarairwa naJehovha kuti vagovere nyika yeKenani, ive nhaka yavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Ndivo vakarairwa naJehovha kuti vagovere nyika yeKenani, ive nhaka yavana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakarairwa naJehovha kuti vagovere nyika yeKenani, ive nhaka yavana VaIsiraeri.