Numbers 34:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubva paHori munofanira kutara muganho wenyu kuȿika paʋanopinda paHamati, muganho ugondogumira paZedadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kubva paGomo reHori uchisvika kuRebho Hamati. Ipapo muganhu uchaenda kuZedhadhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wozobva kugomo reHoru, woita sewava kupinda muguta reHamati. Muganho iwoyu unozosvika kuZedhadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubva paHori munofanira kutara muganhu wenyu kusvika pavanopinda paHamati, muganhu ugondogumira paZedhadhi.
Shona 2009?
kubva paHori munofanira kutara muganhu wenyu kusvika pavanopinda paHamati, muganhu ugondogumira paZedhadhi.
Shona SUB 2002 Bible
kubva paHori munofanira kutara muganhu wenyu kusvika pavanopinda paHamati, muganhu ugondogumira paZedhadhi.