Numbers 35:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukapinda munyika yeKanani,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mayambuka Jorodhani mapinda muKenani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti kana mayambuka Jorodhani muchipinda nyika yeKanani
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukapinda munyika yeKenani,
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana mayambuka Jorodhani, mukapinda munyika yeKenani,
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jodhani, mukapinda munyika yeKenani,