Numbers 35:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta iwayo anofanira kuʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi, kuti muʋurayi arege kufa, asinakumbotoŋgwa pamberi peʋuŋgano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achava nzvimbo dzoutiziro kubva kumutsivi, kuitira kuti munhu anopomerwa mhosva yokuuraya arege kufa asati atongwa pamberi peungano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamuri maguta aya achava okupotera, kuitira kuti hama yomufi inenge yoda kutsividza irege kuuraya muurayi asati atongwa nedare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano.
Shona 2009?
Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano.