Numbers 35:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuʋapa maguta matatu mhiri kwaJoridani, namamŋe maguta matatu munofanira kuʋapa munyika yeKanani; ndiwo anofanira kuʋa maguta oʋutiziro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mupe maguta matatu mhiri kwaJorodhani uye mamwe matatu muKenani kuti ave maguta outiziro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsaurai maguta matatu kumhiri kwaJorodhani namamwe maguta matatu muKanani kuti ave okupotera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuvapa maguta matatu mhiri kwaJorodhani, namamwe maguta matatu munofanira kuvapa munyika yeKenani; ndiwo anofanira kuva maguta outiziro.
Shona 2009?
Munofanira kuvapa maguta matatu mhiri kwaJorodhani, namamwe maguta matatu munofanira kuvapa munyika yeKenani; ndiwo anofanira kuva maguta outiziro.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuvapa maguta matatu mhiri kwaJodhani, namamwe maguta matatu munofanira kuvapa munyika yeKenani; ndiwo anofanira kuva maguta outiziro.