Numbers 35:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta iwayo matanhatu anofanira kuʋa ʋutiziro kuʋana ʋaIsraeri, nokumŋeni, nokumutorwa ugere pakati paʋo; kuti mumŋe nomumŋe wakaʋuraya munhu, asina‐kuita nobgoni, atizire’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta matanhatu aya achava nzvimbo youtiziro yavaIsraeri, vatorwa kana vamwe vanhu vagere pakati pavo, kuitira kuti ani naani anenge auraya mumwe asingaiti nobwoni atizireko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta matanhatu iwaya ndookuti vaIsiraeri, kana mutorwa, kana mupfuuri agere nemi anenge auraya munhu mukusaziva andopoteramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta iwayo matanhatu anofanira kuva utiziro kuvana vaIsiraeri, nokumweni, nokumutorwa ugere pakati pavo; kuti mumwe nomumwe wakauraya munhu, asina kuita nohwoni, atizireko.
Shona 2009?
"Maguta iwayo matanhatu anofanira kuva utiziro kuvana vaIsiraeri, nokumweni, nokumutorwa ugere pakati pavo; kuti mumwe nomumwe wakauraya munhu, asina kuita nohwoni, atizireko.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta iwayo matanhatu anofanira kuva utiziro kuvana VaIsiraeri, nokumweni, nokumutorwa ugere pakati pavo; kuti mumwe nomumwe wakauraya munhu, asina kuita nohwoni, atizireko.