Numbers 35:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana aciŋge amuʋuraya nebge riri muruʋoko rwake, riŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; ɀino muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana ani naani aine dombo muruoko rwake rinogona kuuraya, akarova mumwe munhu naro akafa, iye imhondi; mhondi inofanira kuurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achinge amuuraya nebwe riri muruoko rwake, ringauraya munhu, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona 2009?
Kana achinge amuuraya nebwe riri muruoko rwake, ringauraya munhu, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana achinge amuuraya nebwe riri muruoko rwake, ringauraya munhu, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurayiwa zvirokwazvo.