Numbers 35:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana aciŋge amuroʋa nenhumbi yamatanda iri muruʋoko rwake, iŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana ani naani akange ane danda muruoko rwake rinogona kuuraya, uye akarova mumwe munhu akafa, iye imhondi; mhondi ichaurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana akabatira mumwe tsvimbo ingauraye munhu akarova mumwe nayo akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona 2009?
Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurayiwa zvirokwazvo.