Numbers 35:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋana ʋaIsraeri, kuti ʋape ʋaRevi panhaka yaʋakagara iʋo, maguta maʋaŋgagara; munofanira ʋo kupa ʋaRevi ruwa runopoteredza maguta aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rayira vaIsraeri kuti vape vaRevhi maguta okuti vagare kubva panhaka ichatorwa navaIsraeri. Uye muvape mafuro akapoteredza maguta avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti munyika dzavanenge vagoverwa vazopawo vaRevhi mamwe maguta okugara. Muchavapawo mafuro munharaunda dzamaguta iwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Raira vana vaIsiraeri, kuti vape vaRevhi panhaka yavakagara ivo, maguta mavangagara; munofanirawo kupa vaRevhi ruwa runopoteredza maguta avo.
Shona 2009?
"Raira vana vaIsiraeri, kuti vape vaRevhi panhaka yavakagara ivo, maguta mavangagara; munofanirawo kupa vaRevhi ruwa runopoteredza maguta avo.
Shona SUB 2002 Bible
“Raira vana VaIsiraeri, kuti vape vaRevhi panhaka yavakagara ivo, maguta mavangagara; munofanirawo kupa vaRevhi ruwa runopoteredza maguta avo.