Numbers 35:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ŋguʋa ipi neipi muʋurayi akaɗarika muganho weguta rake roʋutiziro, kwaakaŋga atizira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi kana uyo anopomerwa akangobuda kunze akadarika muganhu weguta routiziro, uko kwaakatizira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana nyakuuraya munhu uya akangobuda kunze kwemiganhu yeguta maakanga andopotera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana nguva ipi neipi muurayi akadarika muganhu weguta rake routiziro, kwaakanga atizira,
Shona 2009?
Asi kana nguva ipi neipi muurayi akadarika muganhu weguta rake routiziro, kwaakanga atizira,
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana nguva ipi neipi muurayi akadarika muganhu weguta rake routiziro, kwaakanga atizira,