Numbers 35:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mutsiʋi weropa akamuwana kunze kwomuganho weguta rake roʋutiziro, mutsiʋi weropa akaʋuraya muʋurayi uyo, iye haaŋgaʋi nemhoȿa yeropa rake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mutsivi weropa akamuwana ari kunze kweguta, mutsivi weropa achauraya muurayi uyu akasapiwa mhosva youmhondi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nyakuda kutsiva ropa romufi akangomuwana ari kunze ikoko, akamuuraya, haazovi nemhosva yokuuraya munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mutsivi weropa akamuwana kunze kwomuganhu weguta rako routiziro, mutsivi weropa akauraya muurayi uyo, iye haangavi nemhosva yeropa rake;
Shona 2009?
mutsivi weropa akamuwana kunze komuganhu weguta rako routiziro, mutsivi weropa akauraya muurayi uyo, iye haangavi nemhosva yeropa rake;
Shona SUB 2002 Bible
mutsivi weropa akamuwana kunze kwomuganhu weguta rako routiziro, mutsivi weropa akauraya muurayi uyo, iye haangavi nemhosva yeropa rake;