Numbers 35:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀinofanira kuʋa kwamuri murairo wokutoŋga nawo kuȿikira kumarudzi enyu ose kwamunogara kwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Izvi zvinofanira kuva murayiro wokutonga nawo kusvikira kumarudzi enyu ose anotevera, kwose kwamunogara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyi ndiyo mirao nezvirongwa zvamuchachengeta pazvizvarwa zvenyu zvose kwose kwamunenge mugere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvinofanira kuva kwamuri murayiro wokutonga nawo kusvikira kumarudzi enyu ose kwamunogara kwose.
Shona 2009?
Izvi zvinofanira kuva kwamuri murayiro wokutonga nawo kusvikira kumarudzi enyu ose kwamunogara kose.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvinofanira kuva kwamuri murairo wokutonga nawo kusvikira kumarudzi enyu ose kwamunogara kwose.