Numbers 35:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye hamufaniri kugamucira dzikinuro pamsoro poʋupenyu bgomuʋurayi, unofanira kuti aʋurawe; asi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Murege kugamuchira dzikinuro youpenyu hwemhondi, inofanira kufa. Iye anofanira kufa zvirokwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyezve musagamuchire mari yokununura upenyu hwemhondi inenge yatongerwa kufa. Anotofanira kutouraiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye hamufaniri kugamuchira dzikinuro pamusoro poupenyu hwomuurayi, anofanira kuti aurawe; asi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona 2009?
Uye hamufaniri kugamuchira dzikunuro pamusoro poupenyu hwomuurayi, anofanira kuti aurawe; asi anofanira kuurawa zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Uye hamufaniri kugamuchira dzikinuro pamusoro poupenyu hwomuurayi, anofanira kuti aurawe; asi anofanira kuurayiwa zvirokwazvo.