Numbers 35:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo hamufaniri kuȿiɓisa nyika mamugere, nokuti ropa rinoȿiɓisa nyika; nyika haiŋgayananisirwi pamsoro peropa rakateʋurirwa’mo, asi kwoga neropa romunhu wakariteʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Murege kusvibisa nyika yamunogara. Kuteura ropa kunosvibisa nyika, uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi chete neropa romunhu akariteura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musan'orese nyika yamugere nomutoo iwoyu nokuti kudeura ropa kunon'oresa nyika. Hakuna chinogona kununura nyika ine ropa rakadeurwamo kunze kwokuuraya munhu wacho akadeura ropa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo hamufaniri kusvibisa nyika mamugere, nokuti ropa rinosvibisa nyika; nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi kwoga neropa romunhu wakariteura.
Shona 2009?
Naizvozvo hamufaniri kusvibisa nyika mamugere, nokuti ropa rinosvibisa nyika; nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi koga neropa romunhu wakariteura.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo hamufaniri kusvibisa nyika mamugere, nokuti ropa rinosvibisa nyika; nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi kwoga neropa romunhu wakariteura.