Numbers 35:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaȿiɓisa nyika mamugere, mandigere ʋo ini; nokuti ini Jehova ndigere pakati paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musasvibisa nyika yamugere uye yandinogara, nokuti ini Jehovha, ndigere pakati pavaIsraeri.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.’ ”
Shona 2009?
Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.' "
Shona SUB 2002 Bible
Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana VaIsiraeri.’ ”