Numbers 35:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta amunopa ʋaRevi anofanira kuʋa maguta matanhatu oʋutiziro, amunofanira kuʋapa, kuti muʋurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuʋapa maguta anamakumi manna namaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Maguta matanhatu pane auchapa vaRevhi achava outiziro, kuti munhu anenge auraya mumwe atizireko. Pamusoro paiwayo, muvape mamwe maguta makumi mana namaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munozopa vaRevhi maguta matanhatu okuti kana munhu akonzera rufu rwomumwe andopoteramo. Pamusoro pamaguta iwaya vapei mamwe maguta makumi mana namaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta matanhatu outiziro, amunofanira kuvapa, kuti muurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuvapa maguta ana makumi mana namaviri.
Shona 2009?
Maguta amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta matanhatu outiziro, amunofanira kuvapa, kuti muurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuvapa maguta ana makumi mana namaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta matanhatu outiziro, amunofanira kuvapa, kuti muurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuvapa maguta ana makumi mana namaviri.