Numbers 35:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta ose amunopa ʋaRevi anofanira kuʋa maguta anamakumi manna namasere, iwo noruwa rwawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva makumi mana namasere, pamwe chete namafuro avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka maguta ose amuchapa vaRevhi, achava makumi mana namasere pamwechete nenharaunda dzawo dzamafuro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta ana makumi mana namasere, iwo noruwa rwawo.
Shona 2009?
Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta ana makumi mana namasere, iwo noruwa rwawo.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta ana makumi mana namasere, iwo noruwa rwawo.