Numbers 36:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa ʋemhuri yaʋana ʋaGireadi, mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase, ʋemhuri dzaʋana ʋaJosefa, ʋakasweɗera, ʋakataura pamberi paMosesi, napamberi pamacinda, ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋana ʋaIsraeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vemhuri yeimba yaGireadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, vaibva kudzimba dzezvizvarwa zvaJosefa, vakauya vakataura pamberi paMozisi navatungamiri, ivo vakuru vemhuri dzavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vomumhuri dzaGireadhi mwanakomana waMakiri, wedzinza rokwaManase, wemhuri dzokwaJosefi vakataura pana Mosesi navatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba vemhuri yavana vaGireadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMosesi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri,
Shona 2009?
Zvino vakuru vedzimba dzama dzibaba vemhuri yavana vaGiriyadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMozisi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba vemhuri yavana vaGireadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMosesi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana VaIsiraeri,