Numbers 36:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mara, naTirza, naHogra, naMirka, naNoa, iʋo ʋanasikana ʋaZerofehadi, ʋakawanikwa naʋanakomana ʋaʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanasikana vaZerofehadhi, Mara, Tiza, Hogira, Mirika naNoa vakawanikwa navanakomana vababamunini vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNoa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo.
Shona 2009?
Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNowa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNowa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanun'una vababa vavo.