Numbers 36:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri seɀakataura Jehova, akati: Rudzi rwaʋana ʋaJosefa runotaura kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akarayira murayiro uyu kuvaIsraeri sezvaakarayirwa naJehovha achiti, “Zvinotaurwa norudzi rwezvizvarwa zvaJosefa ndizvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, “Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, "Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akaraira vana VaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, “Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo.