Numbers 36:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo hapanenhaka iŋgazobva kunorumŋe rudzi, ikaenda kunorumŋe; nokuti marudzi aʋana ʋaIsraeri acanamatira, rumŋe norumŋe, nhaka yarwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna nhaka inobva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti rudzi rwose rwavaIsraeri runofanira kuchengeta nyika yavakapiwa senhaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka hakuna nhaka inozobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe, nokuti dzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri richaramba rakati kwati nenhaka yaro pacharo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nokuti marudzi avana vaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo.”
Shona 2009?
Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nokuti marudzi avana vaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo hapana nhaka ingazobva kuno rumwe rudzi, ikaenda kuno rumwe rudzi, nokuti marudzi avana VaIsiraeri achanamatira, rumwe norumwe, nhaka yarwo.”