Numbers 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanofanira kuciputira pamŋe cete nenhumbi dzaco dzose mucokufukidzira camatebge amatenhe, ndokuciisa pamatanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanofanira kuchiputira pamwe chete nezvimwe zvacho muchifukidzo chamatehwe emhou dzomugungwa vagochiisa pamatanda okutakurisa nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavachiputire pamwechete nemidziyo yacho yose mudehwe retahashi, vagadzikire zvose pamapango okutakurisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanofanira kuchiputira pamwechete nenhumbi dzacho dzose muchokufukidzira chamatehwe amatenhe, ndokuchiisa pamatanda.
Shona 2009?
Zvino vanofanira kuchiputira pamwechete nenhumbi dzacho dzose muchokufukidzira chamatebwe amatenhe, ndokuchiisa pamatanda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanofanira kuchiputira pamwechete nenhumbi dzacho dzose muchokufukidzira chamatehwe amatenhe, ndokuchiisa pamatanda.