Numbers 4:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaKohati havafaniri kupinda kundotarisa zvinhu zvitsvene, kana kwechinguva, kuti varege kufa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.”
Shona 2009?
Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa."
Shona SUB 2002 Bible
Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyangwe iri nguva duku, kuti varege kufa.”