Numbers 4:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiro ɓasa remhuri dzaʋana ʋaGershoni patente rokusoŋgana; paɓasa raʋo rose ʋanofanira kurairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.
Shona 2009?
Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni muprista.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.