Numbers 4:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana manomwe namakumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu.
Shona 2009?
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu.