Numbers 4:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana matanhatu namakumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachiverengwa nedzimba dzavo nemhuri dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana matanhatu namakumi matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzamadzibaba avo vaikwana zviuru zviviri namazana matanhatu ana makumi matatu avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo nedzimba dzamadzibaba avo, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu namakumi matatu.
Shona 2009?
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo nedzimba dzamadzibaba avo, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu namakumi matatu.
Shona SUB 2002 Bible
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo nedzimba dzamadzibaba avo, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu namakumi matatu.