Numbers 4:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀitatu namazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zvitatu, namazana maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri.
Shona 2009?
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri.