Numbers 4:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakasvika zviuru zvisere, mazana mashanu namakumi masere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere.
Shona 2009?
vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere.
Shona SUB 2002 Bible
vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere.