Numbers 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mukadzi womurume upi noupi akacinya, akamutadzira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mukadzi womunhu akatsauka uye akasava akatendeka kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira,
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira,
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira,