Numbers 5:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mumŋe murume akaʋata naye, ɀikaʋanzwa kumurume wake, ɀikasazikanwa, iye akaȿiɓiswa, asi ʋakashaiwa capupu, naiye asina‐kuɓatwa aciita iɀoɀo:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akavata nomumwe murume, uye izvi zvikavanzwa kumurume wake uye kusvibiswa kwake kusati kwabatwa (sezvo pasina chapupu pamusoro pake uye asati abatwa achiita izvozvo),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mumwe murume akarara naye zvikasazivikanwa nomurume wake, pasina amuona, asiye akazvin'oresa. Saka hakuna angamupomere mhosva uye panenge pasina chapupu nokuti anenge asina kubatwa achizviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mumwe murume akavata naye, zvikavanzwa kumurume wake, zvikasazikanwa, iye akasvibiswa, asi vakashaiwa chapupu, naiye asina kubatwa achiita izvozvo;’
Shona 2009?
mumwe murume akavata naye, zvikavanzwa kumurume wake, zvikasazikamwa, iye akasvibiswa, asi vakashaiwa chapupu, naiye asina kubatwa achiita izvozvo;'
Shona SUB 2002 Bible
mumwe murume akavata naye, zvikavanzwa kumurume wake, zvikasazikanwa, iye akasvibiswa, asi vakashaiwa chapupu, naiye asina kubatwa achiita izvozvo;’