Numbers 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukaȿiɓiswa, mumŋe murume asati ari murume wako aciŋge aʋata newe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana wakatsauka iwe wakawanikwa nomurume wako uye ukazvisvibisa nokuvata nomumwe murume pachinzvimbo chomurume wako,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana wakaita zvako zvounzenza, iwe uri mumaoko omurume wako, uyezve kana iwe wakazvin'oresa uchitorana nomumwe murume asiri murume wako,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukasvibiswa, mumwe murume asati ari murume wako achinge akavata newe,’
Shona 2009?
asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukasvibiswa, mumwe murume asati ari murume wako achinge akavata newe,'
Shona SUB 2002 Bible
asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukasvibiswa, mumwe murume asati ari murume wako achinge akavata newe,’