Numbers 5:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino muprista unofanira kupikisa mukadzi mhiko inoʋuyisa kutuka, muprista ndokuti kumukadzi: Jehova ŋgaakuite cipiko cemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehova aciwondisa hudyu yako nokuɀimbisa ɗumbu rako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo muprista anofanira kuisa mukadzi uyu pachituko ichi chemhiko achiti, “Jehovha ngaaite kuti vanhu vako vakutuke uye vakurambe paanoita kuti chidya chako chionde uye kuti dumbu rako rizvimbe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pakadai mupristi ngaatsidzire mukadzi iyeyo rushambwa achiti kumudzimai, ‘Tenzi ngaaite kuti urengererwe pakati pavanhu vakwako uzvimbe dumbu, upfudzike pamuviri.’ Mukadzi iyeyo ngaadaire achiti, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino mupristi anofanira kupikisa mukadzi mhiko inouyisa kutuka, mupristi ndokuti kumukadzi, ‘Jehovha ngaakuite chipiko chemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehovha achiwondisa hudyu yako nokuzvimbisa dumbu rako;
Shona 2009?
zvino muprista anofanira kupikisa mukadzi mhiko inouyisa kutuka, muprista ndokuti kumukadzi, `Jehovha ngaakuite chipiko chemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehovha achiwondisa hudyu yako nokuzvimbisa dumbu rako;
Shona SUB 2002 Bible
zvino mupristi anofanira kupikisa mukadzi mhiko inouyisa kutuka, mupristi ndokuti kumukadzi, ‘Jehovha ngaakuite chipiko chemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehovha achiwondisa hudyu yako nokuzvimbisa dumbu rako;