Numbers 5:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mvura iyi inoʋuyisa kutuka icapinda muʋura bgako, ndokuɀimbisa ɗumbu rako, nokuwondisa hudyu yako; ɀino mukadzi unofanira kuti: Ameni, ameni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura iyi inouyisa kutuka ngaipinde mumuviri wako kuitira kuti dumbu rako rizvimbe uye chidya chako chionde.” “ ‘Ipapo mukadzi anofanira kuti, “Ameni. Ngazviite saizvozvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;’ zvino mukadzi anofanira kuti, ‘Ameni, ameni.’
Shona 2009?
mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;' zvino mukadzi anofanira kuti, `Ameni, ameni.'
Shona SUB 2002 Bible
mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;’ zvino mukadzi anofanira kuti, ‘Ameni, ameni.’