Numbers 5:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo weshuŋgu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akacinya, akaȿiɓiswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Uyu, zvino ndiwo murayiro weshanje kana mukadzi atsauka uye akazvisvibisa iye ari mukadzi womunhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo murayiro weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa;
Shona 2009?
Ndiwo murayiro weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo murairo weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa;