Numbers 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo; ʋakaʋaɓuɗisa kunze kwemisasa; seɀakataura Jehova naMosesi, ndiɀo ɀakaita ʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaita saizvozvo, vakavabudisa kunze kwomusasa. Vakaita sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakaita saizvozvo vakavaburitsa kunze kwematendhe avo sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo; vakavabudisa kunze kwemisasa; sezvakataura Jehovha naMosesi, ndizvo zvakaita vana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo; vakavabudisa kunze kwemisasa, sezvakataura Jehovha naMozisi, ndizvo zvakaita vana vaIsiraeri. Zvakabiwa zvinofanira kudzoswa
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaita saizvozvo; vakavabudisa kunze kwemisasa; sezvakataura Jehovha naMosesi, ndizvo zvakaita vana VaIsiraeri.