Numbers 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi worusere unofanira kuʋuya kumuprista nenjiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa pamukoʋa wetente rokusoŋgana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo nezuva rorusere anofanira kuuya nenjiva mbiri kana twana tuviri twenjiva kumuprista ari pamusuo weTende Rokusangana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rorusere, ngaaunze njiva mbiri kana hangaiwa mbiri kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musi worusere anofanira kuuya kumupristi nenjiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva pamukova wetende rokusangana;
Shona 2009?
Musi worusere anofanira kuuya kumuprista nenjiva mbiri kana twana twuviri twenjiva pamukova wetende rokusangana;
Shona SUB 2002 Bible
Musi worusere anofanira kuuya kumupristi nenjiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva pamukova wetende rokusangana;