Numbers 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo womuNaziri, kana mazuʋa okuɀitsaura kwake aciŋge apera: Unofanira kuiswa kumukoʋa wetente rokusoŋgana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvino uyu ndiwo murayiro womuNaziri panopera nguva yokuzvitsaura kwake. Anofanira kuuyiswa kumusuo weTende Rokusangana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu mutemo unosunga muNaziri kana mazuva ake okuzvipira asvika kumagumo, ngaauye kumusuo wetendhe rokusanganira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiwo murayiro womuNaziri, kana mazuva okuzvitsaura kwake achinge apera. Anofanira kuiswa kumukova wetende rokusangana;
Shona 2009?
"Ndiwo murayiro womuNaziri, kana mazuva okuzvitsaura kwake achinge apera. Anofanira kuiswa kumukova wetende rokusangana;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiwo murairo womuNaziri, kana mazuva okuzvitsaura kwake achinge apera. Anofanira kuiswa kumukova wetende rokusangana;