Numbers 6:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neɗeŋgu reɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa, neɀiŋgwa ɀiɗuku ɀoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa, ɀakazodzwa namafuta, necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete nechipiriso chezviyo nechipiriso chokunwa, uye dengu rechingwa chisina mbiriso, keke rakaitwa noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta, uye zvingwa zvitete zvakazorwa namafuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaapirewo tswanda yezvingwa zvisina mbiriso, nezvingwa zvikobvu zveupfu hwakanyatsokuyiwa hwekoroni hwakakanywa namafuta eorivhi, nezvingwa zvitete zvakazorwa mafuta eorivhi pamwechete nomupiro wembesanwa nomupiro wezvokunwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nedengu rezvingwa zvisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvoupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa, zvakazodzwa namafuta, nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible