Numbers 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana murume, kunyaŋge mukadzi, akaɀisuŋga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti aɀitsaurire Jehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana murume kana mukadzi akada kuita mhiko yakasarudzika, iyo mhiko yokuzvitsaurira kuna Jehovha somuNaziri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iti kuvaIsiraeri kana munhurume kana munhukadzi akaita mhiko inokosha achipikira kuva muNaziri achizviturira kunaTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana murume, kunyange, mukadzi, akazvisunga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti azvitsaurire Jehovha;
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana murume, kunyange, mukadzi, akazvisunga nokupika kukuru, kupika komuNaziri, kuti azvitsaurire Jehovha;
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana murume, kunyangwe, mukadzi, akazvisunga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti azvitsaurire Jehovha;