Numbers 6:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akuropafadze, akuceŋgete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Jehovha akuropafadzei uye akuchengetei;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi ngaakukomborerei akuchengetei
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Jehovha akuropafadze, akuchengete;
Shona 2009?
‘Jehovha akuropafadze, akuchengete;
Shona SUB 2002 Bible
‘Jehovha akuropafadze, akuchengete;