Numbers 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haafaniri kuɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa ʋake, kana nokuɗa kwamai ʋake, kana nokuɗa kwomunuŋuna wake, kana nokuɗa kwehanɀadzi yake, kana ʋafa; nokuti wakaɀitsaurira Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange kana baba vake chaivo, kana mai vake, kana munun'una kana hanzvadzi vafa, haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwavo, nokuti chiratidzo chokuzvitsaurira kuna Mwari chiri pamusoro wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun’una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari.
Shona 2009?
Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda komunun'una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun'una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari.