Numbers 6:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akafa kamŋe‐kamŋe pedyo naye, akaȿiɓisa musoro wake wakatsaurwa; ipapo unofanira kuʋeʋura musoro wake nomusi wokunatswa kwake, nomusi wecinomŋe unofanira kuuʋeʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mumwe munhu akafa pakarepo iye ari ipapo, nokudaro akasvibisa bvudzi raakakumikidza, anofanira kuveura musoro wake nezuva rokunatswa kwake, iro zuva rechinomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akakaruka afira pedyo nomuNazari musoro womuNaziri iyeyo unobva wan'oreswa. Ngaaveure musoro wake pazuva rake rokuzvichenura pazuva rechinomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akafa kamwe‐kamwe pedyo naye, akasvibisa musoro wake wakatsaurwa; ipapo anofanira kuveura musoro wake nomusi wokunatswa kwake, nomusi wechinomwe anofanira kuuveura.
Shona 2009?
Kana munhu akafa kamwe-kamwe pedo naye, akasvibisa musoro wake wakatsaurwa; ipapo anofanira kuveura musoro wake nomusi wokunatswa kwake, nomusi wechinomwe anofanira kuuveura.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akafa kamwe–kamwe pedyo naye, akasvibisa musoro wake wakatsaurwa; ipapo anofanira kuveura musoro wake nomusi wokunatswa kwake, nomusi wechinomwe anofanira kuuveura.