Numbers 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ŋgaʋaʋuye neɀipo ɀaʋo ɀokutsaurira artari, mucinda mumŋe nomumŋe nomusi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Zuva rimwe nerimwe, mutungamiri mumwe chete anofanira kuuya nechipiriso chake chokukumikidza aritari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi kuti vanhu ivavo, ngavauye kuzopira zvipo zvavo zvokuturira atari kuna Mwari vachiita mumwechete, mumwechete pazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ngavauye nezvipo zvavo zvokutsaurira atari, muchinda mumwe nomumwe nomusi wake.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Ngavauye nezvipo zvavo zvokutsaurira aritari, muchinda mumwe nomumwe nomusi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ngavauye nezvipo zvavo zvokutsaurira atari, muchinda mumwe nomumwe nomusi wake.”