Numbers 7:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaʋuya necipo cake nezuʋa rokutaŋga wakaŋga ari Nashoni, mŋanakomana waAminadabi, worudzi rwaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nashoni mwanakomana waAminadhabhi worudzi rwaJudha, ndiye akauya nechipiriso chake pazuva rokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha.
Shona 2009?
Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha.