Numbers 7:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa repiri Netaneri, mŋanakomana waZuari, mucinda waIsakari, wakaʋuyisa cipo cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechipiri, Netaneri mwanakomana waZuari, mutungamiri waIsakari, akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechipiri racho, Nataneri mwanakomana waZuaru, mutungamiriri wevokwaIsakari, akapirawo mupiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva repiri Netaneri, mwanakomana waZuari, muchinda waIsakari, akauyisa chipo chake.
Shona 2009?
Nezuva repiri Netaneri, mwanakomana waZuari, muchinda waIsakari, akauyisa chipo chake.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva repiri Netaneri, mwanakomana waZuari, muchinda waIsakari, akauyisa chipo chake.