Numbers 7:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa retatu Eriabi, mŋanakomana waHeroni, mucinda waʋana ʋaZeburuni, wakaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechitatu, Eriabhu mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya.
Shona 2009?
Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya.