Numbers 7:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋuya neɀipo ɀaʋo pamberi paJehova, ɀinoti: Ŋgoro nhanhatu dzaiʋa namatente, nenzombe dzinegumi nembiri, macinda maʋiri aneŋgoro imŋe, mumŋe nomumŋe anenzombe imŋe; ʋakaʋuya naɀo pamberi petabernakeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakauyisa sezvipiriso zvavo pamberi paJehovha, ngoro nhanhatu dzakafukidzirwa nenzombe gumi nembiri, nzombe kubva kumutungamiriri mumwe nomumwe uye ngoro kubva kuvaviri vaviri. Izvi zvakaiswa pamberi petabhenakeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakauya nezvipo zvavo kuna Tenzi. Zvaiva ngoro nhanhatu dzakafukidzwa uyewo nzombe gumi nembiri. Vatungamiriri vaviri vaiunza ngoro imwechete, mumwe nomumwe wavo achiunza nzombe imwechete. Vakazviunza kutendhe rinoera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakauya nezvipo zvavo pamberi paJehovha, zvinoti: Ngoro nhanhatu dzaiva namatende, nenzombe dzine gumi nembiri, machinda maviri ane ngoro imwe, mumwe nomumwe ane nzombe imwe; vakauya nazvo pamberi petabhenakeri.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible