Numbers 7:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa reshanu Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, mucinda waʋana ʋaSimeoni, wakaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechishanu, Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya.
Shona 2009?
Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimiyoni, akauya.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya.